Shamwari, kana ndikawana mukana, ndiri kufunga kunyora bvunzo svondo rinouya. Chandishamisa ndechekuti tikabhadhara fees tofona kuti tiite maappointment vanotipa zuva here kana kuti tinovaudza zuva racho? Kana vakachipa, vanochipa kwapera mazuva mangani?